Shop

Soko Matemai (Single)

$1.00

Zvandakaita ndezvizvi. Ndanga ndine 2 unreleased songs that I had been performing for a while, ndikangoona zvakakodzera kuti ndingoaburitsa ese ari two ka1. Saka ndakazongopa vanhu via Whatsapp on the 29th of January of 2015 and I was calling this the #MidzimuYapaKaviri Chikamu Chokutanga.

I say chokutanga because I want to do it again and again sometime in the future. Inoyi inonzi Soko Matemai it was produced by Gwagz. Isis also contributed some vocals to that piece. Then Izvo Ka was produced by McLyne. Majaira kumunzwa pama turn up tracks ka, and this is my way of turning up chii chii. Mozondiudzawo zvamunofunga kana mateerera.

SKU: SHAR1934 Categories: ,

Description

Reviews

There are no reviews yet.

Be the first to review “Soko Matemai (Single)”

DESIGNED BY KiNG DREAMS SOLUTIONS